Hymn - Chitsike
chordsver. 1
Autoscroll
1 Column
Text size
Transpose 0
VERSE
Ndofamba, Andofamba E
Ndosuwa kudeBmnga A
Kunyika A ya - A7/C#Tenzi D6
Bm7Isi -A/E na E7 nenAhamo
2. Majaya musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
3. Mhandara musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
4. Madzibaba musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
5. Madzimayi musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
6. Heyi wena, heyi wena
Heyi wena, heyi wena
Heyi wena, heyi wena
Heyi wena, Satani
7. Chitsike, chitsike
Chitsike, chitsike
Chitsike, chitsike
Chitsike Satani